Psalms 116:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haiwa Jehova, ɀirokwaɀo ndiri muranda wenyu; Ndiri muranda wenyu, mŋanakomana womurandakadzi wenyu; Makasunuŋgura misuŋgo yaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa Jehovha, zvirokwazvo ndiri muranda wenyu; ndiri muranda wenyu, mwanakomana womurandakadzi wenyu; makandisunungura pangetani dzangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI ini ndiri muranda wenyu. Ndiri muranda wenyu, mwanakomana womurandakadzi wenyu, makandinunura kurufu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Haiwa Jehovha, zvirokwazvo ndiri muranda wenyu; Ndiri muranda wenyu, mwanakomana womurandakadzi wenyu; Makasunungura misungo yangu.
Shona 2009?
Haiwa Jehovha, zvirokwazvo ndiri muranda wenyu; Ndiri muranda wenyu, mwanakomana womurandakadzi wenyu; Makasunungura misungo yangu.
Shona SUB 2002 Bible
Haiwa Jehovha, zvirokwazvo ndiri muranda wenyu; Ndiri muranda wenyu, mwanakomana womurandakadzi wenyu; Makasunungura misungo yangu.