Psalms 116:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀaakarereka nzeʋe yake kwandiri, Ndicaɗana kwaari mazuʋa aŋgu ose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti akarerekera nzeve yake kwandiri, ndichadana kwaari mazuva ose oupenyu hwangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti akarerekera nzeve yake kwandiri naizvozvo ndichadaidzira kwaari chero ndichiri mupenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvaakarereka nzeve yake kwandiri, Ndichadana kwaari mazuva angu ose.
Shona 2009?
Zvaakarereka nzeve yake kwandiri, Ndichadana kwaari mazuva angu ose.
Shona SUB 2002 Bible
Zvaakarereka nzeve yake kwandiri, Ndichadana kwaari mazuva angu ose.