Psalms 116:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Misuŋgo yorufu yakandikomba, Kurwadziwa kweSheori kwakandiɓata; Ndakawana kutambudzika nokucema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Misungo yorufu yakandipinganidza, kurwadza kweguva kwakauya pamusoro pangu; ndakakundwa nenhamo nokusuwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Misungo yorufu yakandikomba, kurwadza kwenzvimbo yavakafa kwakandibata. Ndakaona nhamo namatambudziko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Misungo yorufu yakandikomba, Kurwadziwa kweSheori kwakandibata; Ndakawana kutambudzika nokuchema.
Shona 2009?
Misungo yorufu yakandikomba, Kurwadziwa kweSheori kwakandibata; Ndakawana kutambudzika nokuchema.
Shona SUB 2002 Bible
Misungo yorufu yakandikomba, Kurwadziwa kweSheori kwakandibata; Ndakawana kutambudzika nokuchema.