Psalms 116:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ndakaɗana zita raJehova; Haiwa Jehova, ndinonyeŋgetera kuti murwire mŋeya waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo ndakadana kuzita raJehovha ndikati, “Haiwa Jehovha, ndiponesei!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakazodana zita raTENZI ndichiti, “Ndinokukumbirai TENZI ndinunureiwo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo ndakadana zita raJehovha; Haiwa Jehovha, ndinonyengetera kuti murwire mweya wangu.
Shona 2009?
Ipapo ndakadana zita raJehovha; Haiwa Jehovha, ndinonyengetera kuti murwire mweya wangu.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo ndakadana zita raJehovha; Haiwa Jehovha, ndinonyengetera kuti murwire mweya wangu.