Psalms 116:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Dzokera kuzororo rako, mŋeya waŋgu; Nokuti Jehova wakakuitira ɀakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa mweya wangu, chizorora zvakare, nokuti Jehovha akakuitira zvakanaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwoyo wangu dzikama zvako nokuti TENZI akandiitira zvakanaka
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dzokera kuzororo rako, mweya wangu; Nokuti Jehovha akakuitira zvakanaka.
Shona 2009?
Dzokera kuzororo rako, mweya wangu; Nokuti Jehovha akakuitira zvakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
Dzokera kuzororo rako, mweya wangu; Nokuti Jehovha akakuitira zvakanaka.