Psalms 116:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti makarwira mŋeya waŋgu parufu, Nameso aŋgu pamisodzi, Netsoka dzaŋgu pakugumburwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti imi, iyemi Jehovha, makarwira mweya wangu parufu, meso angu pamisodzi, uye makumbo angu pakugumburwa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti makandinunura kurufu mukandipukuta misodzi mukanditsigira kuti ndirege kuwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti makarwira mweya wangu parufu; Nameso angu pamisodzi, Netsoka dzangu pakugumburwa.
Shona 2009?
Nokuti makarwira mweya wangu parufu; Nameso angu pamisodzi, Netsoka dzangu pakugumburwa.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti makarwira mweya wangu parufu; Nameso angu pamisodzi, Netsoka dzangu pakugumburwa.