Psalms 116:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicafamba pamberi paJehova Panyika yaʋapenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuti ndifambe pamberi paJehovha munyika yavapenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo ndinofamba ndiina TENZI munyika yavapenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichafamba pamberi paJehovha Panyika yavapenyu.
Shona 2009?
Ndichafamba pamberi paJehovha Panyika yavapenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichafamba pamberi paJehovha Panyika yavapenyu.