Psalms 117:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ŋgoni dzake kwatiri ihuru; Kutendeka kwaJehova kunogara nokusiŋgaperi. Hareruya!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti rudo rwake kwatiri rukuru, uye kutendeka kwaJehovha kunogara nokusingaperi. Rumbidzai Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti mwoyochena wake kwatiri mukuru uye kutendeka kwaTENZI kunogara nokusingaperi. Areruya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ngoni dzake kwatiri ihuru; Kutendeka kwaJehovha kunogara nokusingaperi. Hareruya!
Shona 2009?
Nokuti ngoni dzake kwatiri ihuru; Kutendeka kwaJehovha kunogara nokusingaperi. Hareruya!
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ngoni dzake kwatiri ihuru; Kutendeka kwaJehovha kunogara nokusingaperi. Hareruya!