Psalms 118:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakandikomba senyuci; ʋakadzimŋa somŋoto weminzwa; Ndicaʋaparadza nezita raJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakandimomotera senyuchi, asi vakakurumidza kufa seminzwa inotsva, ndakavaparadza muzita raJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakandimomotera senyuchi vakati viru viru somoto wetsotso dzeminzwa; muzita raTENZI ndakavaparadza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakandikomba senyuchi; vakadzimwa somoto weminzwa; Ndichavaparadza nezita raJehovha.
Shona 2009?
Vakandikomba senyuchi; vakadzimwa somoto wemhinzwa; Ndichavaparadza nezita raJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Vakandikomba senyuchi; vakadzimwa somoto weminzwa; Ndichavaparadza nezita raJehovha.