Psalms 118:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kundisundidzira wakandisundidzira iwe kuti ndiwe; Asi Jehova wakandiɓatsira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakasundidzirwa shure uye ndikada kuwa, asi Jehovha akandibatsira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakasundidzirwa zvine simba zvokutoda kuwa asi TENZI akandibatsira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kundisundidzira wakandisundidzira iwe kuti ndiwe; Asi Jehovha akandibatsira.
Shona 2009?
Kundisundidzira wakandisundidzira iwe kuti ndiwe; Asi Jehovha akandibatsira.
Shona SUB 2002 Bible
Kundisundidzira wakandisundidzira iwe kuti ndiwe; Asi Jehovha akandibatsira.