Psalms 118:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Handiŋgafi, asi ndicararama, Ndicaɗudzira maɓasa aJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Handingafi asi ndichararama, uye ndichaparidza zvakaitwa naJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Handimbofi asi ndichatorarama ndigorondedzera mabasa aTENZI.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Handingafi, asi ndichararama, Ndichadudzira mabasa aJehovha.
Shona 2009?
Handingafi, asi ndichararama, Ndichadudzira mabasa aJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Handingafi, asi ndichararama, Ndichadudzira mabasa aJehovha.