Psalms 118:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicakuʋoŋgai, nokuti makandipindura, Mukaʋa muponesi waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichakuvongai, nokuti makandipindura; makava ruponeso rwangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinokutendai nokuti makandipindura mukava ruponeso rwangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichakuvongai, nokuti makandipindura, Mukava muponesi wangu.
Shona 2009?
Ndichakuvongai, nokuti makandipindura, Mukava muponesi wangu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichakuvongai, nokuti makandipindura, Mukava muponesi wangu.