Psalms 118:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakaropafadzwa iye unoʋuya nezita raJehova; Takakuropafadzai tiri mumba maJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaropafadzwa uyo anouya muzita raJehovha. Tiri mumba maJehovha tinokuropafadzai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ngaarumbidzwe iye anouya muzita raTENZI; tinokurumbidzai tiri mumba yaTENZI.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaropafadzwa iye anouya nezita raJehovha; Takakuropafadzai tiri mumba maJehovha.
Shona 2009?
Akaropafadzwa iye anouya nezita raJehovha; Takaropafadzwa tiri mumba maJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Akaropafadzwa iye anouya nezita raJehovha; Takakuropafadzai tiri mumba maJehovha.