Psalms 118:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova ndiye Mŋari, ndiye wakativenekera; Suŋgirai ciɓayiro namaɓote ipo panyaŋga dzeartari pamene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha ndiye Mwari, uye akaita kuti chiedza chake chivhenekere pamusoro pedu. Namatavi muruoko, pinda mumudungwe ubatane navamwe vari kuenda kunyanga dzearitari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI ndiMwari; akatipa chiedza. Batanai mudungwerungwe namapazi enyu mumaoko, kusvika kune zvinenge nyanga zviri paatari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha ndiye Mwari, ndiye akativhenekera; Sungirai chibayiro namabote ipo panyanga dzearitari pamene.
Shona 2009?
Jehovha ndiye Mwari, ndiye akativhenekera; Sungirai chibayiro namabote ipo panyanga dzearitari pamene.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha ndiye Mwari, ndiye akativhenekera; Sungirai chibayiro namabote ipo panyanga dzeatari pamene.