Psalms 118:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Imi muri Mŋari waŋgu, ndicakuʋoŋgai; Muri Mŋari waŋgu, ndicakukudzai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imi muri Mwari wangu, uye ndichakuvongai; ndimi Mwari wangu, uye ndichakukudzai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imi ndimi Mwari wangu uye ndichakutendai; ndimi Mwari wangu ndinokukudzai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Imi muri Mwari wangu, ndichakuvongai; Muri Mwari wangu, ndichakukudzai.
Shona 2009?
imwi muri Mwari wangu, ndichakuvongai; Muri Mwari wangu, ndichakukudzai.
Shona SUB 2002 Bible
Imi muri Mwari wangu, ndichakuvongai; Muri Mwari wangu, ndichakukudzai.