Psalms 119:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
[ kutsauka kunonoka ] Ʋakaropafadzwa aʋo ʋanenzira yakarurama, Ʋanofamba mumurau waJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Arefi [1] Vakaropafadzwa avo vane nzira isina chaingapomerwa, vanofamba mumurayiro waJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakakomborerwa zvavo vanoupenyu husina chinoshoreka, vanofamba zviri pamutemo waTENZI. Arefu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakaropafadzwa avo vane nzira yakarurama, Vanofamba mumurau waJehovha.
Shona 2009?
Vakaropafadzwa avo vane nzira yakarurama, Vanofamba mumurau waJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Vakaropafadzwa avo vane nzira yakarurama, Vanofamba mumurau waJehovha.