Psalms 119:102 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Handina‐kutsauka paneɀamatoŋga; Nokuti makandidzidzisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Handina kubva pamirayiro yenyu, nokuti imi pachenyu makandidzidzisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Handitsaukani nezvirevo zvenyu nokuti makandidzidzisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Handina kutsauka pane zvamatonga; Nokuti makandidzidzisa.
Shona 2009?
Handina kutsauka pane zvamatonga; Nokuti makandidzidzisa.
Shona SUB 2002 Bible
Handina kutsauka pane zvamatonga; Nokuti makandidzidzisa.