Psalms 119:106 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakapika, ndikaɀisimbisa, Kuti ndicaceŋgeta ɀamakatoŋga ɀakarurama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakaita mhiko ndikaisimbisa, kuti ndichatevera mirayiro yenyu yakarurama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakatsidza uye ndinosimbisisa kuti ndichachengeta zvirevo zvenyu zvakarurama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakapika, ndikazvisimbisa, Kuti ndichachengeta zvamakatonga zvakarurama.
Shona 2009?
Ndakapika, ndikazvisimbisa, Kuti ndichachengeta zvamakatonga zvakarurama.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakapika, ndikazvisimbisa, Kuti ndichachengeta zvamakatonga zvakarurama.