Psalms 119:112 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakarerekera mŋoyo waŋgu kuti uite mitemo yenyu, Nokusiŋgaperi, kuȿikira pakuguma.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwoyo wangu wakagarira kuchengeta zvirevo zvenyu, kusvikira kumagumo. Sameki
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakazvipira kuchengeta mitemo yenyu narini kusvika kumugumo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakarerekera mwoyo wangu kuti uite mitemo yenyu, Nokusingaperi, kusvikira pakuguma.
Shona 2009?
Ndakarerekera moyo wangu kuti uite mitemo yenyu, Nokusingaperi, kusvikira pakuguma.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakarerekera mwoyo wangu kuti uite mitemo yenyu, Nokusingaperi, kusvikira pakuguma.