Psalms 119:121 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakaita ɀakatoŋgwa neɀakarurama; Musandiisa kuʋamanikidzi ʋaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakaita zvakarurama nokururamisira; musandisiya mumaoko avadzvinyiriri vangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakaita zviri pamutemo uye zvakarurama musandisiye mumaoko avanondidzvinyiriri vangu. Aini
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakaita zvakatongwa nezvakarurama; Musandiisa kuvamanikidzi vangu.
Shona 2009?
Ndakaita zvakatongwa nezvakarurama; Musandiisa kuvamanikidzi vangu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakaita zvakatongwa nezvakarurama; Musandiisa kuvamanikidzi vangu.