Psalms 119:122 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iʋai ruɓatso rwomuranda wenyu kuti ndiitirwe ɀakanaka; Ʋanoɀikudza ŋgaʋarege kundimanikidza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Itai kuti muranda wenyu agare zvakanaka; musarega vanozvikudza vachimudzvinyirira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tsidzai kuti ndimi muchabatsira ini muranda wenyu. Musarege vanozvikudza vachindidzvinyirira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ivai rubatso rwomuranda wenyu kuti ndiitirwe zvakanaka; Vanozvikudza ngavarege kundimanikidza.
Shona 2009?
Ivai rubatso rwomuranda wenyu kuti ndiitirwe zvakanaka, Vanozvikudza ngavarege kundimanikidza.
Shona SUB 2002 Bible
Ivai rubatso rwomuranda wenyu kuti ndiitirwe zvakanaka; Vanozvikudza ngavarege kundimanikidza.