Psalms 119:126 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iŋguʋa yaJehova yokuɓata nayo; Nokuti ʋakaputsa murau wenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa Jehovha, inguva yenyu yokubata; murayiro wenyu uri kuputswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Yasvika zvino nguva TENZI yokuti muchiwana zvamunoita nokuti mutemo uri kutyorwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Inguva yaJehovha yokubata nayo; Nokuti vakaputsa murau wenyu.
Shona 2009?
Inguva yaJehovha yokubata nayo; Nokuti vakaputsa murau wenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Inguva yaJehovha yokubata nayo; Nokuti vakaputsa murau wenyu.