Psalms 119:127 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka ndinoɗa mirairo yenyu Kupfuʋura ndarama, ɀirokwaɀo, kupfuʋura ndarama yakaiȿo‐naka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti ndinoda mirayiro yenyu kupfuura goridhe, kupfuura goridhe rakanatswa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo ndinoda mitemo yenyu kupinda ndarama, kupinda ndarama yakanakisisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saka ndinoda mirairo yenyu Kupfuura ndarama, zvirokwazvo, kupfuura ndarama yakaisvonaka.
Shona 2009?
Saka ndinoda mirairo yenyu Kupfuura ndarama, zvirokwazvo, kupfuura ndarama yakaisvonaka.
Shona SUB 2002 Bible
Saka ndinoda mirairo yenyu Kupfuura ndarama, zvirokwazvo, kupfuura ndarama yakaisvonaka.