Psalms 119:130 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuzarurwa kwamashoko enyu kunopa ciedza; Kunopa njere ʋasinamano.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kuzarurwa kweshoko renyu kunopa chiedza; kunopa kunzwisisa kuna vasina mano.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Shoko renyu parizvino ratambanuka, rinopa chiedza, rinopa vanhuwo zvavo kunzwisisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuzarurwa kwamashoko enyu kunopa chiedza; Kunopa njere vasina mano.
Shona 2009?
Kuzarurwa kwamashoko enyu kunopa chiedza; Kunopa njere vasina mano.
Shona SUB 2002 Bible
Kuzarurwa kwamashoko enyu kunopa chiedza; Kunopa njere vasina mano.