Psalms 119:131 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakashamisa muromo waŋgu kwaɀo, ndikatakwaira; Nokuti ndakashuʋa mirairo yenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinoshamisa muromo wangu ndigodokwaira, ndichishuva mirayiro yenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinofemereka ndakashama muromo nokuti ndinodisisa mitemo yenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakashamisa muromo wangu kwazvo, ndikatakwaira; Nokuti ndakashuva mirairo yenyu.
Shona 2009?
Ndakashamisa muromo wangu kwazvo, ndikatakwaira; Nokuti ndakashuva mirairo yenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakashamisa muromo wangu kwazvo, ndikatakwaira; Nokuti ndakashuva mirairo yenyu.