Psalms 119:137 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Imi makarurama, Jehova, Neɀamakatoŋga ɀakarurama ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa Jehovha, imi makarurama, uye mirayiro yenyu yakarurama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI makarurama uye kutonga kwenyu kwakarurama. Tsadhe
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Imi makarurama, Jehovha, Nezvamakatonga zvakaruramawo.
Shona 2009?
imwi makarurama, Jehovha, Nezvamakatonga zvakaruramawo.
Shona SUB 2002 Bible
Imi makarurama, Jehovha, Nezvamakatonga zvakaruramawo.