Psalms 119:139 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kushiŋgaira kwaŋgu kwakandipedza, Nokuti ʋadziʋisi ʋaŋgu ʋakakaŋganwa mashoko enyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kushingaira kwangu kunondipedza, nokuti vavengi vangu havana hanya namashoko enyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinobaiwa mwoyo neshungu nokuti vavengi vangu vanokanganwa zvavo mazwi enyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kushingaira kwangu kwakandipedza, Nokuti vadzivisi vangu vakakangwana mashoko enyu.
Shona 2009?
Kushingaira kwangu kwakandipedza, Nokuti vadzivisi vangu vakakangwamwa mashoko enyu.
Shona SUB 2002 Bible
Kushingaira kwangu kwakandipedza, Nokuti vadzivisi vangu vakakangwana mashoko enyu.