Psalms 119:162 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinofarira shoko renyu kwaɀo, Somunhu wawana ɀizhinji ɀakapambga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinofarira vimbiso yenyu kufanana nouyowana zvakapambwa zvizhinji.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinofadzwa neshoko renyu somunhu awana zvokupamba zvakawanda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndinofarira shoko renyu kwazvo, Somunhu awana zvizhinji zvakapambwa.
Shona 2009?
Ndinofarira shoko renyu kwazvo, Somunhu awana zvizhinji zvakapambwa.
Shona SUB 2002 Bible
Ndinofarira shoko renyu kwazvo, Somunhu awana zvizhinji zvakapambwa.