Psalms 119:165 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanoɗa murau wenyu ʋanorugare rukuru; Hapana‐cinoʋagumbusa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanoda murayiro wenyu vano rugare rukuru, uye hakuna chingavagumbusa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanoda mutemo wenyu vane rugare rukuru. Hapana chinovaita kuti vadzadzarike.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanoda murau wenyu vane rugare rukuru; Hapana chinovagumbusa.
Shona 2009?
Vanoda murau wenyu vane rugare rukuru; Hapana chinovagumbusa.
Shona SUB 2002 Bible
Vanoda murau wenyu vane rugare rukuru; Hapana chinovagumbusa.