Psalms 119:167 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋeya waŋgu wakaceŋgeta ɀipupuriro ɀenyu; Ndinoɀiɗa kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinoteerera zvirevo zvenyu, nokuti ndinozvida zvikuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinochengeta mitemo yenyu uye ndinoida zvikuru kwazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mweya wangu wakachengeta zvipupuriro zvenyu; Ndinozvida kwazvo.
Shona 2009?
Mweya wangu wakachengeta zvipupuriro zvenyu; Ndinozvida kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Mweya wangu wakachengeta zvipupuriro zvenyu; Ndinozvida kwazvo.