Psalms 119:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiȿinudzei meso aŋgu, kuti ndiʋone Ɀinhu ɀinoshamisa ɀiri pamurau wenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndisvinudzei meso angu kuti ndione. Zvinhu zvinoshamisa zviri pamurayiro wenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zarurai meso angu kuti ndione zvinoshamisa zviri mumutemo wenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndisvinudzei meso angu, kuti ndione Zvinhu zvinoshamisa zviri pamurau wenyu.
Shona 2009?
Ndisvinudzei meso angu, kuti ndione Zvinhu zvinoshamisa zviri pamurau wenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndisvinudzei meso angu, kuti ndione Zvinhu zvinoshamisa zviri pamurau wenyu.