Psalms 119:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋeya waŋgu wapera nokushuʋa Paŋguʋa dzose ɀamakatoŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mweya wangu wapedzwa nokushuva mitemo yenyu nguva dzose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mweya wangu unosuwira kwazvo zvirongwa zvenyu panguva dzose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mweya wangu wapera nokushuva Panguva dzose zvamakatonga.
Shona 2009?
Mweya wangu wapera nokushuva Panguva dzose zvamakatonga.
Shona SUB 2002 Bible
Mweya wangu wapera nokushuva Panguva dzose zvamakatonga.