Psalms 119:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makaraira ʋanoɀikudza, Ŋgaʋatukwe ʋanotsauka pamirairo yenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munotsiura vanozvikudza, avo vakatukwa, uye vanotsauka kubva pamirayiro yenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munotsiura vanozvikudza, vanhu vorushambwa, vanotetereka kubva pamitemo yenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makaraira vanozvikudza, Ngavatukwe vanotsauka pamirairo yenyu.
Shona 2009?
Makaraira vanozvikudza, Ngavatukwe vanotsauka pamirairo yenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Makaraira vanozvikudza, Ngavatukwe vanotsauka pamirairo yenyu.