Psalms 119:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo, haʋaiti cinhu cisina‐kururama, Ʋanofamba munzira dzake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Havaiti chinhu chakaipa; vanofamba munzira yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
uye vasingaiti zvakaipa asi vanotevera gwara rake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo, havaiti chinhu chisina kururama, Vanofamba munzira dzake.
Shona 2009?
Zvirokwazvo, havaiti chinhu chisina kururama, Vanofamba munzira dzake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo, havaiti chinhu chisina kururama, Vanofamba munzira dzake.