Psalms 119:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinonamatira ɀipupuriro ɀenyu; Jehova, regai kundinyadzisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa Jehovha, ini ndichabatirira pazvirevo zvenyu; musandirega ndichinyadziswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinoti kwati kwati nezvamakatema, imi TENZI regai kuti ndinyadziswe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndinonamatira zvipupuriro zvenyu; Jehovha, regai kundinyadzisa.
Shona 2009?
Ndinonamatira zvipupuriro zvenyu; Jehovha, regai kundinyadzisa.
Shona SUB 2002 Bible
Ndinonamatira zvipupuriro zvenyu; Jehovha, regai kundinyadzisa.