Psalms 119:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicamhanya nenzira yemirairo yenyu, Kana muneŋge makurisa mŋoyo waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinomhanya munzira yomurayiro wenyu, nokuti makasunungura mwoyo wangu. He
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichamhanya nomugwara remitemo yenyu kana mandipa kunzwisisa kwakawanda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichamhanya nenzira yemirairo yenyu, Kana munenge makurisa mwoyo wangu.
Shona 2009?
Ndichamhanya nenzira yemirairo yenyu, Kana munenge makurisa moyo wangu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichamhanya nenzira yemirairo yenyu, Kana munenge makurisa mwoyo wangu.