Psalms 119:38 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Simbisai Shoko renyu kumuranda wenyu, Rakakwanira ʋanokutyai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zadzisai zvamakapikira muranda wenyu, kuti mugotyiwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chengetai chitsidzo chenyu kumuranda wenyu chamakatsidza kuna vanokutyai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Simbisai Shoko renyu kumuranda wenyu, Rakakwanira vanokutyai.
Shona 2009?
Simbisai Shoko renyu kumuranda wenyu, Rakakwanira vanokutyai.
Shona SUB 2002 Bible
Simbisai Shoko renyu kumuranda wenyu, Rakakwanira vanokutyai.