Psalms 119:39 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Bvisai kushoʋorwa kwaŋgu kwandinotya, Nokuti ɀamakatoŋga ɀakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Bvisai kunyadziswa kwandaitya, nokuti mitemo yenyu yakanaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinzvengeseiwo kune kushorwa kwandinotya nokuti zvirongwa zvenyu zvakanaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Bvisai kushoorwa kwangu kwandinotya, Nokuti zvamakatonga zvakanaka.
Shona 2009?
Bvisai kushoorwa kwangu kwandinotya, Nokuti zvamakatonga zvakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
Bvisai kushoorwa kwangu kwandinotya, Nokuti zvamakatonga zvakanaka.