Psalms 119:53 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kutsamŋa kukuru kwakandiɓata, Nokuɗa kwaʋakaipa ʋanorasha murau wenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shungu dzinondibata nokuda kwavakaipa, vakasiya murayiro wenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinoviruka nehasha pamusana pavakaipa vanokanda pasi mutemo wenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kutsamwa kukuru kwakandibata, Nokuda kwavakaipa vanorasha murau wenyu.
Shona 2009?
Kutsamwa kukuru kwakandibata, Nokuda kwavakaipa vanorasha murau wenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Kutsamwa kukuru kwakandibata, Nokuda kwavakaipa vanorasha murau wenyu.