Psalms 119:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo handiŋganyadziswi, Kana ndiciraŋgarira mirairo yenyu yose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo handaizonyadziswa pandinorangarira mirayiro yenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo handizonyadziswa, ziso rangu richagara riri pamitemo yenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo handinganyadziswi, Kana ndichirangarira mirairo yenyu yose.
Shona 2009?
Ipapo handinganyadziswi, Kana ndichirangarira mirairo yenyu yose.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo handinganyadziswi, Kana ndichirangarira mirairo yenyu yose.