Psalms 119:68 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Imi makanaka, ʋuye munoita ɀakanaka; Ndidzidzisei mitemo yenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imi makanaka, uye munoita zvakanaka; ndidzidzisei mitemo yenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makanaka uye munoita zvakanaka, ndidzidziseiwo mitemo yenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Imi makanaka, uye munoita zvakanaka; Ndidzidzisei mitemo yenyu.
Shona 2009?
imwi makanaka, uye munoita zvakanaka; Ndidzidzisei mitemo yenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Imi makanaka, uye munoita zvakanaka; Ndidzidzisei mitemo yenyu.