Psalms 119:70 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋoyo waʋo wakakora samafuta; Asi ini ndinofarira murau wenyu kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwoyo yavo yakasindimara uye hainzwisisi, asi ndinofarira murayiro wenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi vakaoma mwoyo, havana hanya asi ini ndinofarira mutemo wenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwoyo wavo wakakora samafuta; Asi ini ndinofarira murau wenyu kwazvo.
Shona 2009?
moyo wavo wakakora samafuta; Asi ini ndinofarira murau wenyu kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Mwoyo wavo wakakora samafuta; Asi ini ndinofarira murau wenyu kwazvo.