Psalms 119:71 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀakaŋga ɀakanaka kuti nditambudzike; Kuti ndidzidze mitemo yenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvakanga zvakanaka kuti nditambudzike, kuitira kuti ndigodzidza mitemo yenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvakanaka kuti ndakamborwadziwa kuti ndidzidze mitemo yenyu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvakanga zvakanaka kuti nditambudzike; Kuti ndidzidze mitemo yenyu.
Shona 2009?
Zvakanga zvakanaka kuti nditambudzike; Kuti ndidzidze mitemo yenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvakanga zvakanaka kuti nditambudzike; Kuti ndidzidze mitemo yenyu.