Psalms 119:72 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Murau womuromo wenyu wakanaka kwandiri Kukunda ɀuru ɀamazana ɀendarama nesirveri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Murayiro unobva pamuromo wenyu unokosha kwandiri, kupfuura zviuru zvezvimedu zvesirivha negoridhe. Yodhi
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mutemo unobva pamuromo penyu urinani kwandiri kupfuura zviuru zvemari yendarama nesirivha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Murau womuromo wenyu wakanaka kwandiri Kukunda zviuru zvamazana zvendarama nesirivha.
Shona 2009?
Murau womuromo wenyu wakanaka kwandiri Kukunda zviuru zvamazana zvendarama nesirivha.
Shona SUB 2002 Bible
Murau womuromo wenyu wakanaka kwandiri Kukunda zviuru zvamazana zvendarama nesirivha.