Psalms 119:91 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀinoramba ɀigere nanhasi seɀamakatema; Nokuti ɀinhu ɀose ʋaranda ʋenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mirayiro yenyu iripo kusvikira iye nhasi, nokuti zvinhu zvose zvinokushumirai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuronga kwenyu nanhasi zvichiripo nokuti zvinhu zvose varanda venyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvinoramba zvigere nanhasi sezvamakatema; Nokuti zvinhu zvose varanda venyu.
Shona 2009?
Zvinoramba zvigere nanhasi sezvamakatema; Nokuti zvinhu zvose varanda venyu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvinoramba zvigere nanhasi sezvamakatema; Nokuti zvinhu zvose varanda venyu.