Psalms 119:92 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƌai murau wenyu usina‐kuʋa mufaro waŋgu mukuru, Ndiŋgaɗai ndakaparara neɗambudziko raŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dai murayiro wenyu wanga usiri mufaro wangu, ndingadai ndakafira mumatambudziko angu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pasina kutofarira murau wenyu kwandakaita, ndingadai ndakaparara munhamo dzangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dai murau wenyu usina kuva mufaro wangu mukuru, Ndingadai ndakaparara nedambudziko rangu.
Shona 2009?
Dai murau wenyu usina kuva mufaro wangu mukuru, Ndingadai ndakaparara nedambudziko rangu.
Shona SUB 2002 Bible
Dai murau wenyu asina kuva mufaro wangu mukuru, Ndingadai ndakaparara nedambudziko rangu.