Psalms 119:96 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakaʋona kuguma kweɀose ɀakakwana, Asi murairo wenyu mupamhi kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinoona kuguma kwezvose zvakakwana, asi mirayiro yenyu haina magumo. Memu
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakaona kuti hapana chisina mugumo asi mutemo wenyu ziendanakuenda risina miganhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakaona kuguma kwezvose zvakakwana, Asi murayiro wenyu mupamhi kwazvo.
Shona 2009?
Ndakaona kuguma kwezvose zvakakwana, Asi murayiro wenyu mupamhi kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakaona kuguma kwezvose zvakakwana, Asi murairo wenyu mupamhi kwazvo.