Psalms 119:98 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mirairo yenyu inondiita wakacenjera kupfuʋura ʋaʋeŋgi ʋaŋgu; Nokuti inogara neni nokusiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mirayiro yenyu inoita kuti ndive akachenjera kupfuura vavengi vangu, nokuti inogara neni nguva dzose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mutemo wenyu unoita kuti ndive wakangwara kupinda vavengi vangu nokuti unogara uineni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mirairo yenyu inondiita akachenjera kupfuura vavengi vangu; Nokuti inogara neni nokusingaperi.
Shona 2009?
Mirairo yenyu inondiita akachenjera kupfuura vavengi vangu; Nokuti inogara neni nokusingaperi.
Shona SUB 2002 Bible
Mirairo yenyu inondiita akachenjera kupfuura vavengi vangu; Nokuti inogara neni nokusingaperi.