Psalms 12:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanotaura mumŋe nomumŋe ɀisinamaturo nowokwake; Ʋanotaura nomuromo unoɓata kumeso, ʋuye nemŋoyo miʋiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumwe nomumwe anorevera wokwake nhema; miromo yavo inobata kumeso nokutaura zvinonyengera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu wose ava kungotaurira nhema kune mumwe wake; vanhu vava kutaurirana zvisinganyatsonzwisisika; vanonakisa mukanwa zvenhando vachishandisa mazwi anoreva zvinhu zvakasiana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanotaura mumwe nomumwe zvisina maturo nowokwake; Vanotaura nomuromo unobata kumeso, uye nemwoyo miviri.
Shona 2009?
Vanotaura mumwe nomumwe zvisina maturo nowokwake; Vanotaura nomuromo unobata kumeso, uye nemoyo miviri.
Shona SUB 2002 Bible
Vanotaura mumwe nomumwe zvisina maturo nowokwake; Vanotaura nomuromo unobata kumeso, uye nemwoyo miviri.