Psalms 12:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mashoko aJehova mashoko akacena; Sesirveri yakaidzwa muɓisiro panyika, Yakanatswa kanomŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye mashoko aJehovha haana chaangapomerwa, sesirivha yakacheneswa muchoto chevhu, yakanatswa kanomwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mazwi aTENZI, mazwi matsvene, akaita sesirivha yakacheneswa muvirira romoto ikagocheneswa kakapetwa kanomwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mashoko aJehovha mashoko akachena; Sesirivha yakaidzwa mubisiro panyika, Yakanatswa kanomwe.
Shona 2009?
Mashoko aJehovha mashoko akachena; Sesirivha yakaidzwa mubisiro panyika, Yakanatswa kanomwe.
Shona SUB 2002 Bible
Mashoko aJehovha mashoko akachena; Sesirivha yakaidzwa mubisiro panyika, Yakanatswa kanomwe.